Got more information about Ngulube Mariko. He was a member of Zipra who was dissatisfied was among the mutineers. He hit a prison officer with a log in Khami and disarmed him. The weapon he used to Rob and killed a baby.
I mkoma Yuda yes tell then about that great story I know that story kunyànya chauke paka robber pa Alaska I was there ndiripo ndichiona nemaziso angu now I have a question ❓ ko varume ava vamurikutaura nezvazvo vakazoendepi
I once saw chidhumo in 1994 aine maleg irons paakarohwa ne gonyeti re coca cola l think ndipo paakabatwa after escape yekumasvingo.l saw him pa selborne supermarket along Mutare Nyanga road aitoita ma indications kuti akange aba seiko ipapo
Given a choice, I would go for the first version of the video because It have got depth,you took your time explaining everything every character and incident but for this one I think it was like in a summary way .hauna kunyatsobata panonakidza pacho pekubatwa kwevanhu vatiza apo please upload the first video as well
@@TimothyNjolomole yanga isiri corruption, ED anga ari justice minister aida kuti mutemo ushande kwete vanhu varohwe munhu out of emotions kusvika afa.
So mukoma Ini im stil yuong but takakura tichinzwa nyaya yachidhumo namasendeke ko zvekuti vakatsvagwa ku mt darwin gomo remavhuradonha vakashaikwa but im hearing now about ana percy nana müsariri they are never talked about😊
I think they were supposed to be given positions of leaders before they commit a lot of havoc bcz they were very intelligent .They are still remembered as legends no matter what what blemishes 😢😅😢😢.
Is it true that the builders of Chikurumbi Maximum Prison had promised to pay anybody who would Abscord but because these were not paid as they were hard-core Prisoners?
Thank you for the video. Kana mungakwanisa mumboita video muchishandisa Google Maps muchitiratidza nzvimbo yeChikurubi pazvakaitikira muchi zoomer in and out.
What a narrative. But I have an ask on that officer who fired 20 rounds on automatic akapotsa was he not part of the syndicate yekubuda. Even that one wekuuya ne wrong magazine.
Mkoma Shepi why we heard that after the construction of the Maximum Prison there was an agreement that no one will escape this prison, and if one escape will regarded as a Hero will be rewarded with $50,000 and a Mercedes Benz car
Pa gore apa mkoma ndoita kunge ndava kurasika coz musi watiza Chidhumo Takatochinjiswa nzira tichida kudimbudzira nemu cleverand dam nzira iya inobuda pa Danhiko masasa. If not mistaken it was 1998.
You are great story teller wangu, and your memory of names, dates events totoita kunge taivapowo...
Thanks tadzidza zvakawanda mdara vangu vaive Prison officer vakawurawa ku Khami prison zvinhu zve zanu ayi vaiva shefu
Here l am 2024 a very good story teller and good memories ❤❤
😂ini ndoisa pa speaker ndchinzwa chiita bsa mumba kkkk
Thank you cde YUDHA ….Salute
Kana uchispakwa Isa like
I adore bra yudha, yu ar one of the systematic man thnks
Thanks mukoma Yuda. We want a movie of this story
Tiri kudzidza a lot of things. Thanks my dear
Thanks Huda wavhura vakawanda pfungwa
The first story that made me follow you mkoma Yuda now i have downloaded almost every video you post
Im doing jeet kune do martial arts in Harare i wish kuita ma trainings amurikutaura ayo master kkkkk yu are a greatan i folow yu❤
Very interesting . Thank you
Got more information about Ngulube Mariko. He was a member of Zipra who was dissatisfied was among the mutineers. He hit a prison officer with a log in Khami and disarmed him. The weapon he used to Rob and killed a baby.
Ndaspakwa. Ndadzidza. Close to 4 hours ndakateerera.
This could make an amazing netflix movie
for real
Bees , hiding up trees , bungling drivers and armed guards😂 perfect!
Mukoma your stories really touches you faced and knows a lot. good story teller
Watching from Capetown, South Africa, mkoma Yuda troverei movie pa escape of Chidumo and Masendeke
I mkoma Yuda yes tell then about that great story I know that story kunyànya chauke paka robber pa Alaska I was there ndiripo ndichiona nemaziso angu now I have a question ❓ ko varume ava vamurikutaura nezvazvo vakazoendepi
Pakabatwa Chidhumo mu garden ku Mozambique ndanga ndiri pa next haaaa yanga iri firimu
I once saw chidhumo in 1994 aine maleg irons paakarohwa ne gonyeti re coca cola l think ndipo paakabatwa after escape yekumasvingo.l saw him pa selborne supermarket along Mutare Nyanga road aitoita ma indications kuti akange aba seiko ipapo
That's interesting l like the story
Chidhumo I saw him personally. Akadarika nepa st Augustines muna 95. That school is along the boader
Iwe mudhara mazuvano waroverepi ndini wako ndaikufollower ndanke ndakushaya
What a great narrator
Yudha excellent explanation
You need to write a book
Sando dzako
You are brave Zimbabweans we need more people like you.I learnt a lot from all your stories.
Given a choice, I would go for the first version of the video because It have got depth,you took your time explaining everything every character and incident but for this one I think it was like in a summary way .hauna kunyatsobata panonakidza pacho pekubatwa kwevanhu vatiza apo please upload the first video as well
Thanks mukoma ndazoziva nyaya iyi
I lived in green dale. The prison farm is now a just arid area. Paiyevedza kudhara pakarimwa
haaa can we have a show yekumajeri again please. Ndanakidzwa nenyaya dzekumajeri nhasi
So mujeri hamusi mekutambira thanks akoma tadzidza
Who wants to act this story as movie👍👍👍
Ndoda
Me
@@Pinnycode79 horrible movie
Mondiita chidhumo or masendeke, ndimbowanawo mukana wekusvika kuMozambique
Horror movie
can you do a video on gukurahundi?
Who is here 2024
Me 😂
Thank you for your public service 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Comrade muri muhombe rambai makamira nema CCC .May God bless in every area of Zimbabwe
Thanks brother
You're a very good storyteller
asi chamba morova cde
True story. i was the pilot in the gunship that shot Musariri...we had fun i miss the old times
ah iwe ka kkkkkkkkkkkk
@dorcasmundoringisa4595 kkk
You are strong man mukoma vangu
Thanks a lot my brother
That's interesting to knw the history of our country
We trained together, kkkkk the famous 900 nana Nyakahembe, nana Moyo, bhudhi Mafadza😂😂
Mukoma Yuda you're a great storyteller,started following you a wk ago
Mukoma vangu nyaya yenyu inorwadza kwazvo .. ko mungatiudza wo hre kty itai dzamara vakamuisa kupi!!!
Shame you went thru a lot kuurayirwa baba nesister ndakanzwa moyo kuenda kure best friend also
Mkoma Yuda I m proud of u by telling us what happened past and now in life I m now following you
Baba imi makakora chose...ko nyaya yenyu na Tsvangirai tichainzwa riinhi.. .
Thank You mukoma Yuda, I am ever jammed on your first video of How Chidhumo and three others escaped Chikurubi
Where is the link ye first video
Keep it up
🙏🙏🙏 tinotenda ne history yenyu yamatipa mkoma
Top fan.. Am here 🤣🤣🤣🤣
ko zvainzi Chidhumo naMasendeke vainyangarika ichokwadi here
Pakabatwa chidhumo kuMoza mugarden ndaiva munext garden ..
Raiva film chairo
Usatijairira Iwe🤦♂️
Tokusvasvanga
Watanga😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Ipapo panondinaka pekuti CHAWUKE achirohwa abtwa then ED PFEEEE
Team rakabva ne corruption kare vakamisirei kurohwa
@@TimothyNjolomole yanga isiri corruption, ED anga ari justice minister aida kuti mutemo ushande kwete vanhu varohwe munhu out of emotions kusvika afa.
So mukoma
Ini im stil yuong but takakura tichinzwa nyaya yachidhumo namasendeke ko zvekuti vakatsvagwa ku mt darwin gomo remavhuradonha vakashaikwa but im hearing now about ana percy nana müsariri they are never talked about😊
Thank you brah
I think they were supposed to be given positions of leaders before they commit a lot of havoc bcz they were very intelligent .They are still remembered as legends no matter what what blemishes 😢😅😢😢.
Kkkkk aaaah yachidhumo namasendeke yakandipedza daddy haaa hanzi kangakakatsonga kaine face yechigandanga kabhavha asi imimi kkkk
Good story teller
Mukoma wangu Mwari ave nemi dai akuiitiraiwo Nyasha
Is it true that the builders of Chikurumbi Maximum Prison had promised to pay anybody who would Abscord but because these were not paid as they were hard-core Prisoners?
Pane Mudhara akaita nguruve mukadzi Guard aka museka he was a further 3 months probably Guard Goal.
Ku Midlands
Anonzi ma revolving door case
Inokwana cy makudya mariiii💪💪💪
Ndafara kunzwa nyaya idzo iiii basa renyu rotyisa kkkk
Thank you bro for your knowledge
What happened to the other 2 guys from Masvingo Prison
Ko pamakatadxa kubata chidhumo anga aripai pa search apo
Mufesi wangu anonzi Shephard akambozama kundidaidza kutraining yechipurisa ndikaramba😂...
Big up
How did Chidhumo travelled to Mozambique after escaping?
Yeahman very true coz datz wat seh bernard also narrated to us
Big up bro yudha here in S AFRICA
May i have the opportunity to meet this icon
I'm proud of you Mkoma Yuda
You are a nice tell story my brother,salute 🫡🫡
Thank you for the video. Kana mungakwanisa mumboita video muchishandisa Google Maps muchitiratidza nzvimbo yeChikurubi pazvakaitikira muchi zoomer in and out.
Mukoma yuda u a great man
What a narrative. But I have an ask on that officer who fired 20 rounds on automatic akapotsa was he not part of the syndicate yekubuda. Even that one wekuuya ne wrong magazine.
Vaipihwa kuarmoury. Ndokwakabuda wrong combination ikoko
Its emotional though
Kuudzwa nemunhu aivepo zvino maker sense - vamwe vanongotaura vanonyeba havo
Yaaa makapenga mdara motipa ruono especially nyaya yenyu yekuzodzingirirwa nezanu
you have good content
Mkoma Shepi why we heard that after the construction of the Maximum Prison there was an agreement that no one will escape this prison, and if one escape will regarded as a Hero will be rewarded with $50,000 and a Mercedes Benz car
Vanhu vaingodaro because it's a Maximum Security Prison
Good Mudhara tadzidza nekuziva chokwadi
Is it true kuti maCondemed prisoners ndivo vanogadzira mari?
We need a movie about this 😂
Watching from London
We need a film maker for this story.
True
Pa gore apa mkoma ndoita kunge ndava kurasika coz musi watiza Chidhumo Takatochinjiswa nzira tichida kudimbudzira nemu cleverand dam nzira iya inobuda pa Danhiko masasa. If not mistaken it was 1998.
Nk
😮😢y9
Gmncbkvc😊
Bla Yuda im now intrested in you ndabva ndasubcriber ndaimbokiuonaiseJoke bt ndazoona kuti muriYuda chaivo...
Pa those who escaped pa Masvingo Remand, ndevapi vasati vabatwa?
Akoma bho?
Ndafara kunzwa nyaya yose yaana Chidhumo haa aive magamba😂😂
I would love to act movie iri too
Hanzi nemwana wangu munonyatsoziva nyaya yacho
Hw are you bro ,I don't you but ndofara kuterera mashoko enyu, pamwe pacho ndinodonha musodzi bcz inorwadza
Wematsito ndiye Aiwa akanyanya
Karoi Ahdocs Chair ichokwadi mudhara Chiremba akaurayirwa macents chaiwo emutuckshop
Inn even personal training from you ndoida
Durban Beach ( detention barracks) 🤣🤣🤣🤣🔥🔥💃🏿💃🏿💃🏿
Bakaiwa Hama Salty Fish 🐟
Ko Sitshela?
Good staff